Deuteronomy 6:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo cinzwa Israeri, ucenjere kuti uɀiite; kuti ɀiʋe ɀakanaka newe, muwande kwaɀo, seɀamakapikirwa naJehova Mŋari wamadziɓaɓa ako, panyika inoyerera mukaka noʋuci.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chinzwa, iwe Israeri, uchenjere kuti uzviite kuiitira kuti zvikunakire uye kuti muwande kwazvo munyika inoyerera mukaka nouchi, sezvamakavimbiswa naJehovha, iye Mwari wamadzibaba enyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka imi vaIsiraeri iteererei muichengete, kuti zvikunakirei, muwande zvakanyanya munyika yakanaka yomukaka nouchi sokuvimbisa kwamakaitwa naTenzi Mwari wamadzibaba enyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo chinzwa Isiraeri, uchenjere kuti uzviite; kuti zvive zvakanaka newe, muwande kwazvo, sezvamakapikirwa naJehovha Mwari wamadzibaba ako, panyika inoyerera mukaka nouchi.
Shona 2009?
Naizvozvo chinzwa Isiraeri, uchenjere kuti uzviite; kuti zvive zvakanaka newe, muwande kwazvo, sezvamakapikirwa naJehovha Mwari wamadzibaba ako, panyika inoyerera mukaka nouchi.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo chinzwa Isiraeri, uchenjere kuti uzviite; kuti zvive zvakanaka newe, muwande kwazvo, sezvamakapikirwa naJehovha Mwari wamadzibaba ako, panyika inoyerera mukaka nouchi.