Deuteronomy 7:1 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana Jehova Mŋari akupinza munyika maunoenda, kuiita yako, akadziŋga ndudzi zhinji pamberi pako, dzinoti: ʋaHeti, naʋaGirgashi, naʋaAmori, naʋaKanani, naʋaPerezi, naʋaHiʋi, naʋaJebusi, ndudzi nomŋe dzinokukunda noʋukuru nesimba;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino kana Jehovha Mwari wenyu akusvitsai munyika yamuri kupinda kuti ive yenyu akadzinga ndudzi zhinji pamberi penyu dzinoti: vaHiti, vaGirigashi, vaAmori, vaKenani vaPerizi, vaHivhi, navaJebhusi, ndudzi nomwe dzakakura uye dzakasimba kukupfuura,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Kana Tenzi Mwari wenyu azokuunzai munyika yamuri kundotora, achakudzingirai marudzi aya avanhu akasimba anoti: vaHiti navaGirigashi navaAmori navaKanani navaPerizi navaHivhi navaJebhusi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino kana Jehovha Mwari akupinza munyika maunoenda, kuiita yako, akadzinga ndudzi zhinji pamberi pako, dzinoti: vaHeti, navaGirigashi, navaAmori, navaKenani, navaPerezi, navaHivhi, navaJebhusi, ndudzi nomwe dzinokukunda noukuru nesimba;
Shona 2009?
"Zvino kana Jehovha Mwari akupinza munyika maunoenda, kuiita yako, akadzinga ndudzi zhinji pamberi pako, dzinoti: vaHeti, navaGirigashi, navaAmori, navaKenani, navaPerezi, navaHivhi, navaJebhusi, ndudzi nomwe dzinokukunda noukuru nesimba;
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino kana Jehovha Mwari akupinza munyika maunoenda, kuiita yako, akadzinga ndudzi zhinji pamberi pako, dzinoti: VaHeti, naVaGirigashi, naVaAmori, naVaKenani, naVaPerezi, naVaHivhi, naVaJebhusi, ndudzi nomwe dzinokukunda noukuru nesimba;