Deuteronomy 7:11 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo unofanira kuceŋgeta murairo, neɀaakatema, neɀaakatoŋga, ɀandinokuraira nhasi, kuti uɀiite.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo, chenjerai kuti mutevere zvakarayirwa, mitemo nemirayiro yandinokupai nhasi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Naizvozvo chengetai zvirevo izvi nemitemo nemirao iyoyi yandinokuudzai nhasi uno.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo unofanira kuchengeta murayiro, nezvaakatema, nezvaakatonga, zvandinokuraira nhasi, kuti uzviiite.
Shona 2009?
Naizvozvo unofanira kuchengeta murayiro, nezvaakatema, nezvaakatonga, zvandinokuraira nhasi, kuti uzviite.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo unofanira kuchengeta murairo, nezvaakatema, nezvaakatonga, zvandinokuraira nhasi, kuti uzviite.