Deuteronomy 7:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucaropafadzwa iwe kupfuʋura dzimŋe ndudzi dzose; hapaŋgaʋi pakati penyu murume kana mukadzi usiŋgaɓereki, kana pakati peɀipfuwo ɀenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mucharopafadzwa kupfuura mamwe marudzi ose, hapangavi nomurume kana mukadzi asingabereki, kana chipfuwo chipi zvacho chisingabereki.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Imi ndimi muchakomborerwa kupfuura marudzi ose avanhu. Pakati penyu hapachazovi nomurume asingabereki, kana mukadzi anoshaya mbereko, kana nezvipfuwo zvisingaite vana.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ucharopafadzwa iwe kupfuura dzimwe ndudzi dzose; hapangavi pakati penyu murume kana mukadzi asingabereki, kana pakati pezvipfuwo zvenyu.
Shona 2009?
Ucharopafadzwa iwe kupfuura dzimwe ndudzi dzose; hapangavi pakati penyu murume kana mukadzi asingabereki, kana pakati pezvipfuwo zvenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Ucharopafadzwa iwe kupfuura dzimwe ndudzi dzose; hapangavi pakati penyu murume kana mukadzi asingabereki, kana pakati pezvipfuwo zvenyu.