Deuteronomy 7:16 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe ucaparadza ndudzi dzose dzicaiswa mumaʋoko ako naJehova Mŋari wako; usadzinzwira nyasha; usashumira ʋamŋari ʋaʋo, nokuti ʋacaʋa musuŋgo kwauri.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Munofanira kuparadza marudzi ose akaiswa mumaoko enyu naJehovha. Musavanzwira tsitsi uye musashumira vamwari vavo nokuti izvozvo zvichava musungo kwamuri.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Paradzai marudzi ose anoiswa mumaoko enyu naTenzi Mwari wenyu. Musavanzwire tsitsi. Musambonamata vamwari vavo nokuti chichava chinhu chokukuteyai nacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe uchaparadza ndudzi dzose dzichaiswa mumaoko ako naJehovha Mwari wako; usadzinzwira nyasha; usashumira vamwari vavo, nokuti vachava musungo kwauri.
Shona 2009?
Iwe uchaparadza ndudzi dzose dzichaiswa mumaoko ako naJehovha Mwari wako; usadzinzwira nyasha; usashumira vamwari vavo, nokuti vachava musungo kwauri.
Shona SUB 2002 Bible
Iwe uchaparadza ndudzi dzose dzichaiswa mumaoko ako naJehovha Mwari wako; usadzinzwira nyasha; usashumira vamwari vavo, nokuti vachava musungo kwauri.