Deuteronomy 7:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana ukati mumŋoyo mako: Ndudzi idzi dzinotipfuʋura nokuwanda, ndiŋgadzitorera seiko nyika yadzo?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mungati mumwoyo menyu, “Ndudzi idzi dzakasimba kutipfuura. Tingadzidzinga seiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Saka usati nechomumwoyo mako, ‘Ndudzi idzi dzine vanhu vakawanda kupfuura isu. Tingavadzinge seiko munyika iyoyi?’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana ukati mumwoyo mako, ‘Ndudzi idzi dzinotipfuura nokuwanda, ndingadzitorera seiko nyika yadzo?’
Shona 2009?
Zvino kana ukati mumoyo mako, `Ndudzi idzi dzinotipfuura nokuwanda, ndingadzitorera seiko nyika yadzo?'
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana ukati mumwoyo mako, ‘Ndudzi idzi dzinotipfuura nokuwanda, ndingadzitorera seiko nyika yadzo?’