Deuteronomy 7:20 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye Jehova Mŋari wako ucatuma mago pakati paʋo, kuȿikira aʋo ʋakaŋga ʋasara, ʋakaʋanda, ʋaparadzwa pamberi pako.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pamusoro pezvo Jehovha Mwari achatumira mago pakati pavo kusvikira kunyange nevachasara vari vapenyu vakavanda kubva kwamuri vaparadzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi Mwari wenyu achavaitisa kuti vaparadzwe savanhu varumwa namago kusvikira vose vanenge vasara vari vapenyu nevanenge vakahwanda vaparadzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye Jehovha Mwari wako uchatuma mago pakati pavo, kusvikira avo vakanga vasara, vakavanda, vaparadzwa pamberi pako.
Shona 2009?
Uye Jehovha Mwari wako uchatuma mago pakati pavo, kusvikira avo vakanga vasara, vakavanda, vaparadzwa pamberi pako.
Shona SUB 2002 Bible
Uye Jehovha Mwari wako uchatuma mago pakati pavo, kusvikira avo vakanga vasara, vakavanda, vaparadzwa pamberi pako.