Deuteronomy 7:22 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Jehova Mŋari wako ucadziŋga ndudzi idzo pamberi pako, rumŋe‐rumŋe; haufaniri kuʋaparadza ʋose kamŋe, kuti ɀikara ɀesaŋgo ɀirege kukuwandira.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha Mwari wenyu achadzinga ndudzi idzi kubva pamberi penyu, zvishoma nezvishoma. Hamungatenderwi kuvaparadza vose kamwe chete, kuti zvikara zvesango zvirege kuwanda munzvimbo dzakakupoteredzai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi Mwari wenyu achadzinga ndudzi idzodzo paduku paduku. Hamungavaparadze nenguva nduku nduku nokuti zvikara zvingazokuwandirai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Jehovha Mwari wako uchadzinga ndudzi idzo pamberi pako, rumwe-rumwe; haufaniri kuvaparadza vose kamwe, kuti zvikara zvesango zvirege kukuwandira.
Shona 2009?
Jehovha Mwari wako uchadzinga ndudzi idzo pamberi pako, rumwe-rumwe; haufaniri kuvaparadza vose kamwe, kuti zvikara zvesango zvirege kukuwandira.
Shona SUB 2002 Bible
Jehovha Mwari wako uchadzinga ndudzi idzo pamberi pako, rumwe–rumwe; haufaniri kuvaparadza vose kamwe, kuti zvikara zvesango zvirege kukuwandira.