Deuteronomy 7:23 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Asi Jehova Mŋari wako ucaʋaisa mumaʋoko ako, nokuʋanyoŋganisa, nokunyoŋganisa kukuru, kuȿikira ʋaparadzwa cose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi Jehovha Mwari wenyu achavapa kwamuri, achivakanganisa zvikuru kusvikira vaparadzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Tenzi Mwari wenyu achaisa vavengi venyu mumaoko menyu achivavhiringidza kusvikira vose vapera kuti nho-o.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi Jehovha Mwari wako uchavaisa mumaoko ako, nokuvanyonganisa, nokunyonganisa kukuru, kusvikira vaparadzwa chose.
Shona 2009?
Asi Jehovha Mwari wako uchavaisa mumaoko ako, nokuvanyonganisa, nokunyonganisa kukuru, kusvikira vaparadzwa chose.
Shona SUB 2002 Bible
Asi Jehovha Mwari wako uchavaisa mumaoko ako, nokuvanyonganisa, nokunyonganisa kukuru, kusvikira vaparadzwa chose.