Deuteronomy 7:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ucaisa ʋo madzimambo aʋo mumaʋoko ako, kuti uroɀe mazita aʋo pasi peɗeŋga; hapanomunhu uŋgagona kumira pamberi pako, kuȿikira waʋaparadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Achaisa madzimambo avo muruoko rwenyu, uye achabvisa mazita avo pasi pedenga. Hapana achagona kumira pamberi penyu; muchavaparadza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Achaisa madzimambo avo mumaoko menyu. Imi munofanira kuita kuti mazita avo arove pasi pano. Hakuna nomumwe wavo achakwanisa kumirisana nemi kusvikira mavaparadza.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uchaisawo madzimambo avo mumaoko ako, kuti urozve mazita avo pasi pedenga; hapano munhu ungagona kumira pamberi pako, kusvikira wavaparadza.
Shona 2009?
Uchaisawo madzimambo avo mumaoko ako, kuti urozve mazita avo pasi pedenga; hapano munhu ungagona kumira pamberi pako, kusvikira wavaparadza.
Shona SUB 2002 Bible
Uchaisawo madzimambo avo mumaoko ako, kuti urozve mazita avo pasi pedenga; hapano munhu ungagona kumira pamberi pako, kusvikira wavaparadza.