Deuteronomy 7:26 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
usapinza cinonyaŋgadza mumba mako, kuti iwe urege kuʋa cinhu cakayeriswa saico; unofanira kucisema cose, nokuciʋeŋga cose, nokuti cinhu cakayeriswa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usauyisa chinhu chinonyangadza mumba mako, kuti iwe, saicho, urege kutsaurirwa kuparadzwa. Chiseme kwazvo ugochivenga, nokuti chinhu chakatsaurirwa kuparadzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Musaunze chinhu chisingadiwi naMwari mumba menyu, kana mukadaro munotoparadzwa saicho. Chisemei muvengane nacho nokuti chinhu chinenge chakanzi naMwari chiparadzwe.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
usapinza chinonyangadza mumba mako, kuti iwe urege kuva chinhu chakayeriswa saicho; unofanira kuchisema chose, nokuchivenga chose, nokuti chinhu chakayeriswa.
Shona 2009?
usapinza chinonyangadza mumba mako, kuti iwe urege kuva chinhu chakayeriswa saicho; unofanira kuchisema chose, nokuchivenga chose, nokuti chinhu chakayeriswa.
Shona SUB 2002 Bible
usapinza chinonyangadza mumba mako, kuti iwe urege kuva chinhu chakayeriswa saicho; unofanira kuchisema chose, nokuchivenga chose, nokuti chinhu chakayeriswa.