Deuteronomy 7:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti ucatsausa mŋanakomana wako arege kunditeʋera, kuti ashumire ʋamŋe ʋamŋari; naiɀoɀo Jehova ucakutsamŋirai kwaɀo, akakurumidza kukuparadza.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
nokuti vachatsausa vanakomana venyu kubva pakunditevera kuti vashumire vamwe vamwari, uye kutsamwa kwaJehovha kuchapisa pamusoro penyu uye achakuparadzai nokukurumidza.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti vachatsautsa vana venyu pakunditevera vondoshandira vamwe vamwari. Ipapo muchashatirisa Tenzi achibva akuparadzai nokukasika.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti uchatsausa mwanakomana wako arege kunditevera, kuti ashumire vamwe vamwari; naizvozvo Jehovha achakutsamwirai kwazvo, akakurumidza kukuparadza.
Shona 2009?
Nokuti uchatsausa mwanakomana wako arege kunditevera, kuti ashumire vamwe vamwari; naizvozvo Jehovha achakutsamwirai kwazvo, akakurumidza kukuparadza.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti uchatsausa mwanakomana wako arege kunditevera, kuti ashumire vamwe vamwari; naizvozvo Jehovha achakutsamwirai kwazvo, akakurumidza kukuparadza.