Deuteronomy 7:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nokuti uri rudzi rutȿene kunaJehova Mŋari wako; Jehova Mŋari wako wakakutsaura kuti uʋe rudzi rwake cairwo pakati pendudzi dzose dziri panyika dzose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti muri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wenyu. Jehovha Mwari wenyu akakutsaurai kubva kundudzi dzose dziri panyika kuti muve vanhu vake, pfuma yake inokosha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndinodaro nokuti imi muri vanhu vatsvene vakatsaurirwa Tenzi Mwari wenyu. Tenzi Mwari wenyu akakusarudzai pakati pamarudzi ose, apasi pano pose, kuti muve vanhu vake pachake.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nokuti uri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako; Jehovha Mwari wako wakakutsaura kuti uve rudzi rwake chairwo pakati pendudzi dzose dziri panyika dzose.
Shona 2009?
Nokuti uri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako; Jehovha Mwari wako wakakutsaura kuti uve rudzi rwake chairwo pakati pendudzi dzose dziri panyika dzose.
Shona SUB 2002 Bible
Nokuti uri rudzi rutsvene kuna Jehovha Mwari wako; Jehovha Mwari wako wakakutsaura kuti uve rudzi rwake chairwo pakati pendudzi dzose dziri panyika dzose.