Deuteronomy 8:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti kana wadya ukaguta, ukaʋaka dzimba dzakanaka, ukagara madziri,
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti zvichida kana wadya ukaguta, kana ukavaka dzimba dzakanaka uye wakagadzikana,
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ungazoti kana wadya ukaguta, ukavaka dzimba dzakanaka uchigaramo,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti kana wadya ukaguta, ukavaka dzimba dzakanaka, ukagara madziri,
Shona 2009?
kuti kana wadya ukaguta, ukavaka dzimba dzakanaka, ukagara madziri,
Shona SUB 2002 Bible
kuti kana wadya ukaguta, ukavaka dzimba dzakanaka, ukagara madziri,