Deuteronomy 8:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
wakakugutsa murenje nemana, yakaŋga isina‐kuzikanwa namadziɓaɓa ako, kuti akuninipise akuidze, kuti akuitire ɀakanaka pakupedzisira;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Akakupai kuti mudye murenje, chinhu chakanga chisingambozivikanwi namadzibaba enyu, kuti akuninipisei nokukuedzai kuitira kuti zvikuitirei zvakanaka pakupedzisira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mugwenga imomo ari iye, akakupa mana yokudya, yakanga isingazikanwi namadzitateguru ako. Aida kukuninipisa nokukuedza kuti pakupedzisira azokuitira zvakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
wakakugutsa murenje nemana, yakanga isina kuzikanwa namadzibaba ako, kuti akuninipise akuidze, kuti akuitire zvakanaka pakupedzisira;
Shona 2009?
wakakugutsa murenje nemana, yakanga isina kuzikamwa namadzibaba ako, kuti akuninipise akuidze, kuti akuitire zvakanaka pakupedzisira;
Shona SUB 2002 Bible
wakakugutsa murenje nemana, yakanga isina kuzikanwa namadzibaba ako, kuti akuninipise akuidze, kuti akuitire zvakanaka pakupedzisira;