Deuteronomy 8:17 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti urege kuzoti mumŋoyo mako: Simba raŋgu nokugona kworuʋoko rwaŋgu ndiɀo ɀakandiwanisa fuma iyi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ungati mumwoyo mako, “Simba rangu nesimba ramaoko angu ndizvo zvakandiitira upfumi uhu.”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chenjerera kuti urege kufunga mumwoyo mako woti, ‘Upfumi uhu hwakabva musimba ramaoko angu.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti urege kuzoti mumwoyo mako, ‘Simba rangu nokugona kworuoko rwangu ndizvo zvakandiwanisa pfuma iyi.’
Shona 2009?
kuti urege kuzoti mumoyo mako, `Simba rangu nokugona koruoko rwangu ndizvo zvakandiwanisa fuma iyi.'
Shona SUB 2002 Bible
kuti urege kuzoti mumwoyo mako, ‘Simba rangu nokugona kworuoko rwangu ndizvo zvakandiwanisa pfuma iyi.’