Deuteronomy 8:19 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino kana ukakaŋganwa Jehova Mŋari wako, ukateʋera ʋamŋe ʋamŋari, ukaʋashumira, ukanamata kwaʋari, ndinokupupurirai nhasi kuti mucaparadzwa ɀirokwaɀo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana mukangokanganwa Jehovha Mwari wenyu muchitevera vamwe vaMwari nokuvanamata uye nokuvapfugamira, ndinokupupurirai nhasi kuti zvirokwazvo muchaparadzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana zvikazoitika kuti unokanganwa zvako Tenzi Mwari wako wotevera vamwe vamwari uchivashandira nokuvapfugamira, ndinokutsidzirai nhasi kuti muchapera mose kuti dhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino kana ukakanganwa Jehovha Mwari wako, ukatevera vamwe vamwari, ukavashumira, ukanamata kwavari, ndinokupupurirai nhasi kuti muchaparadzwa zvirokwazvo.
Shona 2009?
Zvino kana ukakangamwa Jehovha Mwari wako, ukatevera vamwe vamwari, ukavashumira, ukanamata kwavari, ndinokupupurirai nhasi kuti muchaparadzwa zvirokwazvo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino kana ukakanganwa Jehovha Mwari wako, ukatevera vamwe vamwari, ukavashumira, ukanamata kwavari, ndinokupupurirai nhasi kuti muchaparadzwa zvirokwazvo.