Deuteronomy 8:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Imi mucaparadzwa sendudzi dzinoparadzwa naJehova pamberi penyu; nokuti makaramba kuterera inzwi raJehova Mŋari wenyu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Imi muchaparadzwa sendudzi dzakaparadzwa naJehovha pamberi penyu, kana mukaramba kuteerera Jehovha Mwari wenyu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Samaparadziro amuri kuitirwa mamwe marudzi naTenzi, ndokuparadzwa kwamuchaitwawo naTenzi Mwari wenyu, nokuti makaramba kuteerera izwi raTenzi Mwari wenyu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Imi muchaparadzwa sendudzi dzinoparadzwa naJehovha pamberi penyu; nokuti makaramba kuterera izwi raJehovha Mwari wenyu.
Shona 2009?
imwi muchaparadzwa sendudzi dzinoparadzwa naJehovha pamberi penyu; nokuti makaramba kuteerera inzwi raJehovha Mwari wenyu.
Shona SUB 2002 Bible
Imi muchaparadzwa sendudzi dzinoparadzwa naJehovha pamberi penyu; nokuti makaramba kuteerera izwi raJehovha Mwari wenyu.