Deuteronomy 9:11 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino mazuʋa anamakumi manna noʋusiku bgunamakumi manna ɀakati ɀapera, Jehova akandipa mahwendefa maʋiri amabge, iwo mahwendefa esuŋgano.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pakupera kwamazuva makumi mana nousiku huna makumi mana Jehovha akandipa mahwendefa maviri amabwe, iwo mahwendefa esungano.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mazuva makumi mana akati apera ndiriko, siku nesikati, Tenzi akandipa mafendefa maviri amabwe, mafendefa echitenderano.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino mazuva ana makumi mana nousiku huna makumi mana zvakati zvapera, Jehovha akandipa mahwendefa maviri amabwe, iwo mahwendefa esungano.
Shona 2009?
Zvino mazuva ana makumi mana nousiku huna makumi mana zvakati zvapera, Jehovha akandipa mabwendefa maviri amabwe, iwo mabwendefa esungano.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino mazuva ana makumi mana nousiku huna makumi mana zvakati zvapera, Jehovha akandipa mahwendefa maviri amabwe, iwo mahwendefa esungano.