Deuteronomy 9:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋuye Jehova akataura neni, akati: Ndaʋona rudzi urwu, tarira, rudzi runemitsipa mikukutu;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye Jehovha akati kwandiri, “Ndaona rudzi urwu, uye rudzi rune mutsipa mukukutu kwazvo!
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Tenzi akataurazve kwandiri achiti, ‘Ndazviona kuti vanhu ava zvechokwadi itsvuuramuromo dzavanhu.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Uye Jehovha akataura neni, akati, ‘Ndaona rudzi urwu, tarira, rudzi rune mitsipa mikukutu;
Shona 2009?
Uye Jehovha akataura neni, akati, `Ndaona rudzi urwu, tarira, rudzi rune mitsipa mikukutu;
Shona SUB 2002 Bible
Uye Jehovha akataura neni, akati, ‘Ndaona rudzi urwu, tarira, rudzi rune mitsipa mikukutu;