Deuteronomy 9:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndikatarira, ndikaʋona kuti makaŋga matadzira Jehova Mŋari wenyu; makaŋga maɀiitira mhuru yakaʋumbga; makaŋga makurumidza kutsauka panzira yamakaŋga marairwa naJehova.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Pandakatarira, ndakaona kuti makanga matadzira Jehovha Mwari wenyu; makanga mazviitira chifananidzo chakaumbwa mumufananidzo wemhuru. Makanga matsauka nokukurumidza kubva panzira yamakanga marayirwa naJehovha.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakatarisa ndikaona kuti makanga matadzira Tenzi Mwari wenyu. Makanga mazviumbira chimhuru. Makanga matotsauka kare panzira yamakaudzwa naTenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndikatarira, ndikaona kuti makanga matadzira Jehovha Mwari wenyu; makanga mazviitira mhuru yakaumbwa; makanga makurumidza kutsauka panzira yamakanga marairwa naJehovha.
Shona 2009?
Ndikatarira, ndikaona kuti makanga matadzira Jehovha Mwari wenyu; makanga mazviitira mhuru yakaumbwa; makanga makurumidza kutsauka panzira yamakanga marairwa naJehovha.
Shona SUB 2002 Bible
Ndikatarira, ndikaona kuti makanga matadzira Jehovha Mwari wenyu; makanga mazviitira mhuru yakaumbwa; makanga makurumidza kutsauka panzira yamakanga marairwa naJehovha.