Deuteronomy 9:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
naʋanhu ʋakuru ʋarefu, ʋana ʋaAnaki, ʋaunoziʋa, ʋawakanzwa ɀicinzi: Ndianiko uŋgamira pamberi paʋana ʋaAnaki?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Vanhu vacho vakasimba uye varefu vaAnaki! Unoziva nezvavo uye wakanzwa zvichinzi, “Ndiani angamira kuti arwise vaAnaki?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Vanhu voko ihofori dzakareba dzorudzi rwevaAnaki vamunoziva, vane mbiri yamakanzwa yokunzi, ‘Ndiani angamirisane navaAnaki?’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
navanhu vakuru varefu, vana vaAnaki, vaunoziva, vawakanzwa zvichinzi, ‘Ndianiko ungamira pamberi pavana vaAnaki?’
Shona 2009?
navanhu vakuru varefu, vana vaAnaki, vaunoziva, vawakanzwa zvichinzi, `Ndianiko ungamira pamberi pavana vaAnaki?'
Shona SUB 2002 Bible
navanhu vakuru varefu, vana vaAnaki, vaunoziva, vawakanzwa zvichinzi, ‘Ndianiko ungamira pamberi pavana vaAnaki?’