Deuteronomy 9:24 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Makaramba mucimukira Jehova kubva pazuʋa randakataŋga kukuziʋai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Makagara muchimukira Jehovha kubvira nezuva randakatanga kukuzivai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kubvira musi wandakakuzivai, makagara makapandukira Tenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Makaramba muchimukira Jehovha kubva pazuva randakatanga kukuzivai.
Shona 2009?
Makaramba muchimukira Jehovha kubva pazuva randakatanga kukuzivai.
Shona SUB 2002 Bible
Makaramba muchimukira Jehovha kubva pazuva randakatanga kukuzivai.