Deuteronomy 9:25 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndikawira pasi pamberi paJehova mazuʋa anamakumi manna noʋusiku bgunamakumi manna, ndiyo ŋguʋa yandakawira pasi; nokuti Jehova wakati: Ndicakuparadzai.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakawira pasi nechiso changu pamberi paJehovha kwamazuva iwayo ane makumi mana nousiku huna makumi mana nokuda kwokuti Jehovha akanga ati aizokuparadzai.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Saka ndakazvambarara pana Tenzi siku nesikati kwamazuva makumi mana nokuti Tenzi akanga afunga zvokukuparadzai.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
“Zvino ndikawira pasi pamberi paJehovha mazuva ana makumi mana nousiku huna makumi mana, ndiyo nguva yandakawira pasi; nokuti Jehovha wakati, ‘Ndichakuparadzai.’
Shona 2009?
"Zvino ndikawira pasi pamberi paJehovha mazuva ana makumi mana nousiku huna makumi mana, ndiyo nguva yandakawira pasi; nokuti Jehovha wakati, `Ndichakuparadzai.'
Shona SUB 2002 Bible
“Zvino ndikawira pasi pamberi paJehovha mazuva ana makumi mana nousiku huna makumi mana, ndiyo nguva yandakawira pasi; nokuti Jehovha akati, ‘Ndichakuparadzai.’