Deuteronomy 9:28 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
kuti nyika kwamakatiɓuɗisa, irege kuzoti: Jehova wakaʋaɓuɗisa akaʋaʋurayira murenje, nokuti wakaŋga asiŋgagoni kuʋapinza munyika yaakaŋga aʋapikira, ʋuye nokuti wakaŋga aciʋaʋeŋga.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nokuti nyika yamakatibudisa kubva mairi ingazoti, ‘Jehovha akavabudisa akavaurayira murenje, nokuti akanga asingagoni kuvapinza munyika yaakanga avapikira, uye nokuti akanga achivavenga.’
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
nokuti vokunyika kwamakatibvisa vangati, ‘Tenzi akavaburitsa kuti andovaurayira kurenje nokuti akakundikana kuvaendesa kunyika yaakavavimbisa uye aivavenga.’
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
kuti nyika kwamakatibudisa,’ irege kuzoti, ‘Jehovha wakavabudisa akavaurayira murenje, nokuti wakanga asingagoni kuvapinza munyika yaakanga avapikira, uye nokuti wakanga achivavenga.’
Shona 2009?
kuti nyika kwamakatibudisa,' irege kuzoti, `Jehovha wakavabudisa akavaurayira murenje, nokuti wakanga asingagoni kuvapinza munyika yaakanga avapikira, uye nokuti wakanga achivavenga.
Shona SUB 2002 Bible
kuti nyika kwamakatibudisa,’ irege kuzoti, ‘Jehovha akavabudisa akavaurayira murenje, nokuti wakanga asingagoni kuvapinza munyika yaakanga avapikira, uye nokuti wakanga achivavenga.’