Deuteronomy 9:6 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Naiɀoɀo uziʋe kuti Jehova Mŋari wako haakupi nyika iyi yakanaka iʋe yako, nokuɗa kwokururama kwako; nokuti uri rudzi runemitsipa mikukutu.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo nzwisisa kuti Jehovha Mwari wako haakupi nyika iyi yakanaka kuti ive yako nokuda kwokururama kwako, nokuti uri rudzi rune mutsipa mukukutu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Saka zvizive kuti Tenzi Mwari wako haasi kuzokupa nyika iyi yakanaka nokuda kwekururama kwako nokuti uri rudzi rwetsvuuramuromo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Naizvozvo uzive kuti Jehovha Mwari wako haakupi nyika iyi yakanaka ive yako, nokuda kwokururama kwako; nokuti uri rudzi rune mitsipa mikukutu.
Shona 2009?
Naizvozvo uzive kuti Jehovha Mwari wako haakupi nyika iyi yakanaka ive yako, nokuda kokururama kwako; nokuti uri rudzi rune mitsipa mikukutu.
Shona SUB 2002 Bible
Naizvozvo uzive kuti Jehovha Mwari wako haakupi nyika iyi yakanaka ive yako, nokuda kwokururama kwako; nokuti uri rudzi rune mitsipa mikukutu.