Ecclesiastes 1:15 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Cakakombama hacibviri kururamiswa; cinoshaikwa hacibviri kuʋereŋgwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chakakombamiswa hachingatwasanudzwi; chinoshayikwa hachingaverengwi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chakakombama hachitasanudziki chisipo hachigone kuverengwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Chakakombama hachibviri kururamiswa; chinoshaikwa hachibviri kuverengwa.
Shona 2009?
Cha­kakombama hachibviri kururamiswa; chi­noshaikwa hachibviri kuverengwa.
Shona SUB 2002 Bible
Chakakombama hachibviri kururamiswa; chinoshaikwa hachibviri kuverengwa.