Ecclesiastes 1:4 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Rudzi rumŋe runoenda, rumŋe rudzi runoʋuya; asi pasi panoŋgogara’po nokusiŋgaperi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Marudzi anouya uye marudzi anoenda, asi nyika inogara nokusingaperi.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chimwe chizvarwa chinoenda chimwewo chizvarwa chichiuya asi nyika inoramba iripo chete.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Rudzi rumwe runoenda, rumwe rudzi runouya; asi pasi panongogarapo nokusingaperi.
Shona 2009?
Rudzi rumwe runoenda, rumwe ru­dzi runouya; asi pasi panongogarapo nokusingaperi.
Shona SUB 2002 Bible
Rudzi rumwe runoenda, rumwe rudzi runouya; asi pasi panongogarapo nokusingaperi.