Ecclesiastes 1:7 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Nzizi dzose dzinoɗira muguŋgwa, kunyaŋge ɀakaɗaro guŋgwa harizari; kunɀimbo kunoenda nzizi, ndiko kwadzinodzokera ɀe.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Nzizi dzose dzinodira mugungwa, kunyange zvakadaro gungwa harizari. Kunzvimbo kwadzinobva nzizi, ikoko ndiko kwadzinodzokerazve.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nzizi dzose dzinoyerera kugungwa asi gungwa harizari. Nzizi kwadzinoyerera dzinoyererazve ikoko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Nzizi dzose dzinodira mugungwa, kunyange zvakadaro gungwa harizari; kunzvimbo kunoenda nzizi, ndiko kwadzinodzokerazve.
Shona 2009?
Nzizi dzose dzinodira mugungwa, kunyange zvakadaro gungwa harizari; kunzvimbo kunoenda nzizi, ndiko kwadzinodzokerazve.
Shona SUB 2002 Bible
Nzizi dzose dzinodira mugungwa, kunyangwe zvakadaro gungwa harizari; kunzvimbo kunoenda nzizi, ndiko kwadzinodzokerazve.