Ecclesiastes 1:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀinhu ɀose ɀizere nokuneta; hakunomunhu uŋgaɀitaura; ziso hariguti nokuʋona, nzeʋe haizari nokunzwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvinhu zvose zvinonetesa, zvisina ani angazvitaura. Ziso hariguti kuona, uye nzeve haizari nokunzwa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Zvinhu zvose zvinofinha, hapana angagone kuzvitaura. Ziso hariguti kuona kana nzevewo haiguti kunzwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvinhu zvose zvizere nokuneta; hakuna munhu angazvitaura; ziso hariguti nokuona, nzeve haizari nokunzwa.
Shona 2009?
Zvinhu zvose zvi­zere nokuneta; hakuna munhu angazvi­taura; ziso hariguti nokuona, nzeve haizari nokunzwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvinhu zvose zvizere nokuneta; hakuna munhu angazvitaura; ziso hariguti nokuona, nzeve haizari nokunzwa.