Ecclesiastes 10:14 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ƃenzi rinowanza ʋo mashoko; asi munhu haaziʋi ɀicaʋa’po; ndiani uŋgamuziʋisa ɀicazoʋa’po shure kwake?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Uye benzi rinowanza mashoko. Hapana munhu anoziva zvichauya, ndiani angamuudza zvichaitika shure kwake?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Benzi rinotaura zvakawanda asi hapana munhu angazive zviri mune ramangwana. Ndiani angazivise munhu zvichazoitika mushure make?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Benzi rinowanzawo mashoko; asi munhu haazivi zvichavapo; ndiani angamuzivisa zvichazovapo shure kwake?
Shona 2009?
Benzi rinowanzawo mashoko; asi munhu haazivi zvichavapo; ndiani angamuzivisa zvichazovapo shure kwake?
Shona SUB 2002 Bible
Benzi rinowanzawo mashoko; asi munhu haazivi zvichavapo; ndiani angamuzivisa zvichazovapo shure kwake?