Ecclesiastes 10:16 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Iwe nyika unenhamo, kana mambo wako ari mŋana, kana macinda ako aciita mutambo maŋgwanani.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Une nhamo iwe nyika ina mambo ava muranda uye ina machinda anoita mabiko mangwanani.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Inenhamo nyika inamambo achiri jaya zvaro uye inemachinda ayo anodyiririra mangwanani.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Iwe nyika une nhamo, kana mambo wako ari mwana, kana machinda ako achiita mutombo mangwanani.
Shona 2009?
Iwe nyika une nhamo, kana mambo wako ari mwana, kana machinda ako achiita mutambo mangwanani.
Shona SUB 2002 Bible
Iwe nyika une nhamo, kana mambo wako ari mwana, kana machinda ako achiita mutambo mangwanani.