Ecclesiastes 10:19 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Mutambo unoitirwa kuseka, ʋuye waini inofadza ʋupenyu; ɀose ɀiŋgawanikwa nemari.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mabiko anoitirwa kuseka, uye waini inofadza upenyu, asi mari imhinduro kune zvose.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Chokudya chinoita kuti vanhu vafare waini inoita kuti upenyu hunakidze mari ndiye mupedzanhamo.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mutambo unoitirwa kuseka, uye waini inofadza upenyu; zvose zvingawanikwa nemari.
Shona 2009?
Mutambo unoitirwa kuseka, uye waini inofadza upenyu; zvose zvingawanikwa nemari.
Shona SUB 2002 Bible
Mutambo unoitirwa kuseka, uye waini inofadza upenyu; zvose zvingawanikwa nemari.