Ecclesiastes 10:20 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Usatuka mambo, kunyaŋge pakufuŋga kwako; usatuka mufumi paimba yako yokuʋata; nokuti shiri yokuɗeŋga iŋgatakura inzwi, ʋuye iɀo ɀinamapapiro ɀiŋgaziʋisa shoko.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Usatuka mambo kunyange mupfungwa dzako, kana kutuka mupfumi paimba yako yokuvata, nokuti shiri yedenga ingangotakura mashoko ako, uye china mapapiro chingangozivisa zvawataura.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Usatsoropodze mambo kunyange nechomumwoyo usashurikidze rushambwa vapfumi kunyange mumba mako mokurara nokuti shiri ingadaro ikatakura mazwi ako zvimwe chipembenene chingadaro chikandotaura zvinhu zvacho.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Usatuka mambo, kunyange pakufunga kwako; usatuka mupfumi paimba yako yokuvata; nokuti shiri yokudenga ingatakura izwi, uye izvo zvinamapapiro zvingazivisa shoko.
Shona 2009?
Usatuka mambo, kunyange pakufunga kwako; usatuka mufumi paimba yako yokuvata; nokuti shiri yokudenga ingatakura inzwi, uye izvo zvinamapapiro zvingazivisa shoko.
Shona SUB 2002 Bible
Usatuka mambo, kunyangwe pakufunga kwako; usatuka mupfumi paimba yako yokuvata; nokuti shiri yokudenga ingatakura izwi, uye izvo zvina mapapiro zvingazivisa shoko.