Ecclesiastes 10:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, kana ɓenzi ricifamba panzira, rinoshaiwa njere; rinoziʋisa ʋose kuti ndiri ɓenzi.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange richifamba pamugwagwa, benzi rinoshayiwa njere uye rinoratidza vanhu vose upenzi hwaro.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Nyange richifamba munzira benzi harina njere rinotaura kumunhu wose kuti ibenzi.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, kana benzi richifamba panzira, rinoshaiwa njere; rinozivisa vose kuti ndiri benzi.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, kana benzi richifamba panzira, rinoshaiwa njere; rinozivisa vose kuti ndiri benzi.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, kana benzi richifamba panzira, rinoshaiwa njere; rinozivisa vose kuti ndiri benzi.