Ecclesiastes 10:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ʋupenzi ʋunoiswa pakakwirira, asi ʋafumi ʋanogara pakaɗerera.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Mapenzi anoiswa munzvimbo zhinji dzapamusoro, ipapo vapfumi vachitora nzvimbo dzakaderera.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mapenzi anoiswa pamabasa makuru asi vapfumi vachigara panzvimbo dzapasi
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Upenzi hunoiswa pakakwirira, asi vapfumi vanogara pakaderera.
Shona 2009?
Upenzi hunoiswa pakakwirira, asi vafumi vanogara pakaderera.
Shona SUB 2002 Bible
Upenzi hunoiswa pakakwirira, asi vapfumi vanogara pakaderera.