Ecclesiastes 10:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakaʋona ʋaranda ʋakataȿa mabiza, namacinda acifamba pasi saʋaranda.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakaona varanda vakatasva mabhiza, ipapo machinda achifamba pasi netsoka savaranda.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
ndakaona varanda vari pamabhiza machinda achifamba pasi netsoka savaranda.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakaona varanda vakatasva mabhiza, namachinda achifamba pasi savaranda.
Shona 2009?
Ndakaona varanda vakatasva mabhiza, namachinda achifamba pasi savaranda.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakaona varanda vakatasva mabhiza, namachinda achifamba pasi savaranda.