Ecclesiastes 11:10 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Dziŋga ɀinonetsa pamŋoyo pako, ubvise ɀakaipa panyama yako, nokuti ʋuɗuku noʋujaya haɀinamaturo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka zvino dzinga zvinonetsa pamwoyo wako ugobvisa zvinotambudza pamuviri wako, nokuti uduku nesimba hazvina maturo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Rega kuzvidya mwoyo bvisa zvose zvinokurwadza muviri nokuti uduku noujaya hazvinzwisisiki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Dzinga zvinonetsa pamwoyo pako, ubvise zvakaipa panyama yako, nokuti uduku noujaya hazvinamaturo.
Shona 2009?
Dzinga zvinonetsa pamoyo pako, ubvise zvakaipa panyama yako, nokuti uduku noujaya hazvinamaturo.
Shona SUB 2002 Bible
Dzinga zvinonetsa pamwoyo pako, ubvise zvakaipa panyama yako, nokuti uduku noujaya hazvina maturo.