Ecclesiastes 11:2 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Goʋerana naʋanomŋe, kunyaŋge naʋasere ʋo, nokuti hauziʋi ɀakaipa ɀakaɗini ɀiŋgaʋa panyika.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Govera vanomwe, kunyange navaserewo; nokuti hauzivi kuti idambudziko rakadii richauya panyika.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Isa mari yako kunhu kunomwe kana kusere nokuti hauzivi chinokuwira pasi pano.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Goverana navanomwe, kunyange navaserewo, nokuti hauzivi zvakaipa zvakadini zvingava panyika.
Shona 2009?
Goverana navanomwe, kunyange navaserewo, nokuti hauzivi zvakaipa zvakadini zvingava panyika.
Shona SUB 2002 Bible
Goverana navanomwe, kunyangwe navaserewo, nokuti hauzivi zvakaipa zvakadini zvingava panyika.