Ecclesiastes 11:3 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana makore azara nemvura, anoiɗururira panyika; ʋuye kana muti ukawira pasi kurutiʋi rwezasi, kana rwokumsoro, ipo panowira muti ndi’po paucaʋata.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kana makore azara nemvura anonayisa mvura panyika. Hazvinei kuti muti wawira zasi kana kumusoro, panzvimbo paunowira, ndipo paucharara.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kana makore azere mvura anoidururira pasi kana muti ukawira kumaodzanyemba kana kuchamhembe, paunowira ndipo paucharara.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana makore azara nemvura, anoidururira panyika; uye kana muti ukawira pasi kurutivi rwezasi, kana rwokumusoro, ipo panowira muti ndipo pauchavata.
Shona 2009?
Kana makore azara nemvura, anoidururira panyika; uye kana muti ukawira pasi kurutivi rwezasi, kana rwokumusoro, ipo panowira muti ndipo pauchavata.
Shona SUB 2002 Bible
Kana makore azara nemvura, anoidururira panyika; uye kana muti ukawira pasi kurutivi rwezasi, kana rwokumusoro, ipo panowira muti ndipo pauchavata.