Ecclesiastes 11:6 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kusha mbeu dzako maŋgwanani, usabvisa ruʋoko rwako maɗekwana; nokuti hauziʋi kuti cicakura ndecipi, kana ici kana ico, kana ɀimŋe ɀiʋiri ɀose ɀicafanana pakunaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kusha mbeu dzako mangwanani, uye madekwana urege kugarira maoko ako, nokuti hauzivi kuti chichabudirira ndechipi, chingava ichi kana icho, kana kuti zvose zviri zviviri zvichafanana pakunaka.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kumangwanani dyara mbeu dzako. Kumanheru usagare maoko nokuti hauzivi kuti chichabudirira ndechipi, chinoichi kana kuti icho pamwe zvose zviri zviviri zvinoita zvakanaka.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kusha mbeu dzako mangwanani, usabvisa ruoko rwako madekwana; nokuti hauzivi kuti chichakura ndechipi, kana ichi kana icho, kana zvimwe zviviri zvose zvichafanana pakunaka.
Shona 2009?
Kusha mbeu dzako mangwanani, usabvisa ruoko rwako madekwana; nokuti hauzivi kuti chichakura ndechipi, kana ichi kana icho, kana zvimwe zviviri zvose zvichafanana pakunaka.
Shona SUB 2002 Bible
Kusha mbeu dzako mangwanani, usabvisa ruoko rwako madekwana; nokuti hauzivi kuti chichakura ndechipi, kana ichi kana icho, kana zvimwe zviviri zvose zvichafanana pakunaka.