Ecclesiastes 11:8 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo, kana munhu akararama makore mazhinji, ŋgaafarire ose; asi ŋgaaraŋgarire mazuʋa erima, kuti acaʋa mazhinji; ɀose ɀinozoʋuya haɀinamaturo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Kunyange zvazvo munhu akararama makore mazhinji, ngaafadzwe nawo ose. Asi ngaarangarire mazuva erima, nokuti achava mazhinji. Zvose zvichazouya hazvina maturo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Munhu akagara makore mazhinji, anofanira kufara maari ose asi ayeuke kuti mazuva erima achawanda zvose zvinozouya hazvinzwisisiki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo, kana munhu akararama makore mazhinji, ngaafarire ose; asi ngaarangarire mazuva erima, kuti achava mazhinji; zvose zvinozouya hazvina maturo.
Shona 2009?
Zvirokwazvo, kana munhu akararama makore mazhinji, ngaafarire ose; asi ngaarangarire mazuva erima, kuti achava mazhinji; zvose zvinozouya hazvina maturo.
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo, kana munhu akararama makore mazhinji, ngaafarire ose; asi ngaarangarire mazuva erima, kuti achava mazhinji; zvose zvinozouya hazvina maturo.