Ecclesiastes 12:13 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino shoko guru paɀose ɀatanzwa, heri: Itya Mŋari, uceŋgete mirairo yake; nokuti ndiɀo ɀakafanira ʋanhu ʋose.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino zvose zvanzwikwa; houno mugumo wenyaya yacho: Itya Mwari uchengete mirayiro yake, nokuti iri ndiro basa rose romunhu.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Kuchipedzisa muchidimbu, zvose zvanzwika. Itya Mwari uchengete mitemo yake ndiro basa romunhu rose.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino shoko guru pazvose zvatanzwa, heri, “Itya Mwari, uchengete mirairo yake; nokuti ndizvo zvakafanira vanhu vose.
Shona 2009?
Zvino shoko guru pazvose zvatanzwa, heri, "Itya Mwari, uchengete mirairo yake; nokuti ndizvo zvakafanira vanhu vose.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino shoko guru pazvose zvatanzwa, heri, “Itya Mwari, uchengete mirairo yake; nokuti ndizvo zvakafanira vanhu vose.