Ecclesiastes 12:4 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
mikoʋa icizarirwa inoɓuɗira kunzira dzomumusha, nenzwi rokukuya riciɗerera; kana acimuka nenzwi reshiri, naʋaimbi ʋose ʋasiŋganzwiki ɀakanaka.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana mikova yokunzira ichinge yapfigwa uye maungira okukuya oderera; kana vanhu vomutswa nokuimba kweshiri asi nziyo dzavo dzose dzisisanzwiki zvakanaka;
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
makonhi ari munzira izvozvo ogara akazarirwa ruzha rwezvigayo rwavakuderera, munhu ava kumutswa nokuchema kweshiri dzokutanga panguva yakunenge kuimba kwaderera,
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
mikova ichizarirwa inobudira kunzira dzokumusha, nezwi rokukuya richidedera; kana achimuka nezwi reshiri, navaimbi vose vasinganzwiki zvakanaka.
Shona 2009?
mikova ichizarirwa inobudira kunzira dzokumusha, nenzwi rokukuya richidedera; kana achimuka nenzwi reshiri, navaimbi vose vasinganzwiki zvakanaka.
Shona SUB 2002 Bible
mikova ichizarirwa inobudira kunzira dzokumusha, nezwi rokukuya richidedera; kana achimuka nezwi reshiri, navaimbi vose vasinganzwiki zvakanaka.