Ecclesiastes 12:5 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀirokwaɀo ʋacatya ɀakakwirira, neɀinotyisa ɀicanzi ɀiri panzira; muamanda ucatumbuka maruʋa, nemhashu icaɀikwekweredza, ʋuye kuɗa kwose kucapera; nokuti munhu unoenda kumusha wake usiŋgaperi, ʋacemi ʋacafamba‐famba panzira dzomumusha;
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
kana vanhu votya nzvimbo dzakakwirira nenjodzi mumigwagwa; kana muamanda wotumbuka nemhashu yozvikwekweredza uye kuda kwose kwapera. Ipapo munhu anoenda kumusha wake usingaperi, uye vanochema vachafamba-famba munzira.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
kukwira mukwidza kwavakutyisa kufamba chaiko kwavakutyisawo iwo musoro, muarimondi zvawo kuchena maruva zvino wava mhashu zvayo kuzvova napasi, havi dzose dzapera iwe wavakuenda kumusha wako wokusingaperi vokuchema vakafa vavakuunganidzana mumigwagwa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvirokwazvo vachatya zvakakwirira, nezvinotyisa zvichanzi zviri panzira; muamanda uchatumbuka maruva, nemhashu ichazvikwekweredza, uye kuda kwose kuchapera; nokuti munhu anoenda kumusha wake usingaperi, vachemi vachafamba-famba panzira dzomumusha;
Shona 2009?
Zvirokwazvo vachatya zvakakwirira, nezvinotyisa zvichanzi zviri panzira; muamanda uchatumbuka maruva, nemhashu ichazvikwekweredza, uye kuda kose kuchapera; nokuti munhu anoenda kumusha wake usingaperi, vachemi va chafamba-famba panzira dzomumusha;
Shona SUB 2002 Bible
Zvirokwazvo vachatya zvakakwirira, nezvinotyisa zvichanzi zviri panzira; muarimondi uchatumbuka maruva, nemhashu ichazvikwekweredza, uye kuda kwose kuchapera; nokuti munhu anoenda kumusha wake usingaperi, vachemi vachafamba–famba panzira dzomumusha;