Ecclesiastes 12:7 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
guruʋa risati radzokera kuvu, seɀarakaŋga rakaita; ʋuye mŋeya usati wadzokera kunaMŋari wakaupa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
uye guruva risati radzokera kuvhu kwarakabva, nomweya usati wadzokera kuna Mwari akaupa.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ivhu rodzokera kunyika sezvarakanga riri mweya wodzokera kuna Mwari akamboupa.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
guruva risati radzokera kuvhu, sezvarakanga rakaita; uye mweya usati wadzokera kuna Mwari akaupa.
Shona 2009?
guruva risati radzokera kuvhu, sezvarakanga rakaita; uye mweya usati wadzokera kuna Mwari akaupa.
Shona SUB 2002 Bible
guruva risati radzokera kuvhu, sezvarakanga rakaita; uye mweya usati wadzokera kuna Mwari akaupa.