Ecclesiastes 2:1 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ndakati mumŋoyo maŋgu: Ʋuya hako, ndicakuidza nomufaro; cifarira ɀinhu ɀakanaka! Asi tarira, naiɀoɀo ʋo ɀakaŋga ɀisinamaturo.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakati mumwoyo mangu, “Uya zvino, ndichakuedza nomufaro kuti uzive chakanaka.” Asi naizvozviwo hazvina maturo.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakafunga mumwoyo kuti regai ndimboonawo kuti kuzvifadza kwakaitawosei ndinyatsombosasana zvangu. Ndakaonawo izvozviwo zviri zvisinganzwisisiki.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ndakati mumwoyo mangu, uya hako, ndichakuidza nomufaro; chifarira zvinhu zvakanaka! Asi tarira, naizvozvowo zvakanga zvisina maturo.
Shona 2009?
Ndakati mumoyo mangu, uya hako, ndichakuidza nomufaro; chifarira zvinhu zvakanaka! Asi tarira, naizvozvowo zvakanga zvisina maturo.
Shona SUB 2002 Bible
Ndakati mumwoyo mangu, uya hako, ndichakuidza nomufaro; chifarira zvinhu zvakanaka! Asi tarira, naizvozvowo zvakanga zvisina maturo.