Ecclesiastes 2:12 — Compare Translations
6 translations compared side by side
Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ɀino ndakatendeʋuka kuti ndicerekedze ʋucenjeri, noʋupeŋgo, noʋupenzi, nokuti cinyi ciŋgaitwa nomunhu unoteʋera mambo? Iɀoɀo ɀakaŋguʋa ɀaitwa.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Naizvozvo ndakapindura pfungwa dzangu kuti ndicherechedze uchenjeri, noupengowo uye noupenzi. Chii chimwe chingaitwa nomunhu anotevera mumwe paumambo kunze kwezvakatoitwa kare?
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakatendeuka kuti nditarise nyaya yezvoungwaru, noupenzi noutununu nokuti munhu anotsiva mambo chiiwo chaangaite kusiya zvanga zvichiitwa namambo?
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino ndakatendeuka kuti ndicherekedze uchenjeri, noupengo, noupenzi, nokuti chinyi chingaitwa nomunhu unotevera mambo? Izvozvo zvakanguva zvaitwa.
Shona 2009?
Zvino ndakatendeuka kuti ndicherekedze uchenjeri, noupengo, noupenzi, nokuti chinyi chingaitwa nomunhu unotevera mambo? Izvozvo zvakanguva zvaitwa.
Shona SUB 2002 Bible
Zvino ndakatendeuka kuti ndicherekedze uchenjeri, noupengo, noupenzi, nokuti chinyi chingaitwa nomunhu unotevera mambo? Izvozvo zvakanguva zvaitwa.