Ecclesiastes 2:13 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Ipapo ndakaʋona kuti ʋucenjeri bgakanaka kupfuʋura ʋupenzi, ɀiciita seciedza cakanaka kupfuʋura rima.
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakaona kuti uchenjeri huri nani pano upenzi, sezvo chiedza chiri nani pane rima.
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakazoona kuti ungwaru hunopfuura upenzi sokupfuura kunoita chiedza rima.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo ndakaona kuti, “Uchenjeri hwakanaka kupfuura upenzi, zvichiita sechiedza chakanaka kupfuura rima.
Shona 2009?
Ipapo ndakaona kuti, "Uchenjeri hwakanaka kupfuura upenzi, zvichiita sechiedza chakanaka kupfuura rima.
Shona SUB 2002 Bible
Ipapo ndakaona kuti, “Uchenjeri hwakanaka kupfuura upenzi, zvichiita sechiedza chakanaka kupfuura rima.