Ecclesiastes 2:2 — Compare Translations

6 translations compared side by side

Shona (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)
Kana kuri kuseka, ndakati: Ʋupeŋgo! Kana uri mufaro, ndakati: Unoɓatsireiko?
Shona (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ndakati, “Kuseka upenzi, uyezve mafaro anobatsireiko?”
Shona (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Ndakati kuseka kupenga chaiko uye kuzvifadza hakuna chimuko.
Shona (Shona Bible 1949, revised 2002)
Kana kuri kuseka, ndakati, “Upengo!” Kana uri mufaro, ndakati, “Unobatsireiko?”
Shona 2009?
Kana kuri kuseka, ndakati, "Upengo!" Kana uri mufaro, ndakati, "Unobatsireiko?"
Shona SUB 2002 Bible
Kana kuri kuseka, ndakati, “Upengo!” Kana uri mufaro, ndakati, “Unobatsireiko?”